ƲaHeberu 10:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dai mutemo waigona, zvibayiro zvingadai zvisina kuregerwa kupirwa here? Dai kuri kuti vanamati vakanatswa chakamwe vangadai vasinganzwe kuti vane chitadzo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 ɗai ɀakaŋga ɀakaɗaro, ɀiŋgaɗai ɀisina‐kupera kuɓayirwa here? Nokuti ʋanonamata, kana ʋakaŋga ʋanatswa kamŋe cete, ʋaŋgaɗai ʋasina‐kuzoyeʋudzwa ɀiʋi ɀaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Dai zvakanga zvakadaro, zvingadai zvisina kupera kubayirwa here? Nokuti vanonamata, kana vakanga vanatswa kamwechete, vangadai vasina kuzoyeudzwa zvivi zvavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Dai mutemo waigona, zvibayiro zvingadai zvisina kuregerwa kupirwa here? Dai kuri kuti vanamati vakanatswa chakamwe vangadai vasinganzwe kuti vane chitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Dai mutemo waigona, zvibayiro zvingadai zvisina kuregerwa kupirwa here? Dai kuri kuti vanamati vakanatswa chakamwe vangadai vasinganzwe kuti vane chitadzo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Dai zvaigona kudaro, zvingadai zvisina kupera kubayirwa here? Viz kapitola |