ƲaFiripi 4:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kunyange kuTesaronika makanditumira rubatsiro kaviri kose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 nokuti napaTesaronika makanditumira kamŋe, norwecipiri ɀe, pakushaiwa kwaŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 nokuti napaTesaronika makanditumira kamwe, norwechipirizve, pakushayiwa kwangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kunyange kuTesaronika makanditumira rubatsiro kaviri kose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kunyange kuTesaronika makanditumira rubatsiro kaviri kose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 nokuti kunyange pandakanga ndiri muTesaronika, makanditumira rubatsirozve uye mukapamha pandainge ndiri pakushayiwa. Viz kapitola |