ƲaFiripi 4:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naizvozvo hama dzangu dzandinoda dzandinosuwa, ndimi rufaro rwangu nechidadiso changu. Rambai makasimba muna Tenzi saizvozvo, hama dzangu dzapamwoyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Naiɀoɀo, hama dzaŋgu, ʋaɗikanwa ʋandinoshuʋa kwaɀo, mufaro waŋgu, nekorona yaŋgu, mirai nesimba saiɀoɀo munaShe, ʋaɗikanwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Naizvozvo, hama dzangu, vadikanwi vandinoshuva kwazvo, mufaro wangu, nekorona yangu, mirai nesimba saizvozvo muna Ishe, vadikanwi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naizvozvo hama dzangu dzandinoda dzandinosuwa, ndimi rufaro rwangu nechidadiso changu. Rambai makasimba muna Tenzi saizvozvo, hama dzangu dzapamwoyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Naizvozvo hama dzangu dzandinoda dzandinosuwa, ndimi rufaro rwangu nechidadiso changu. Rambai makasimba muna Tenzi saizvozvo, hama dzangu dzapamwoyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Naizvozvo, hama dzangu, iyemi vandinoda uye vandinoshuva, mufaro wangu nekorona yangu, ndiko kuti mumire nesimba muna She, hama dzinodiwa! Viz kapitola |