Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Nyika yedu isu iri kudenga. Ndiko kwatinotarisira kuti kuchabva mununuri Tenzi Jesu Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Nokuti nyika yeɗu iri kuɗeŋga, uko kwatakatarira kuʋuya kwoMuponesi Ishe Jesu Kristu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Nokuti nyika yedu iri kudenga, uko kwatakatarira kuuya kwoMuponesi Ishe Jesu Kristu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Nyika yedu isu iri kudenga. Ndiko kwatinotarisira kuti kuchabva mununuri Tenzi Jesu Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Nyika yedu isu iri kudenga. Ndiko kwatinotarisira kuti kuchabva mununuri Tenzi Jesu Kristu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Asi nyika yedu iri kudenga. Uye tinomirira Muponesi anobva ikoko, iye Ishe Jesu Kristu,

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 3:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy