ƲaFiripi 3:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vamwe vazhinji vandaigara ndichikutaurirai, vandinokutaurirai zvakare nemisodzi padama, vanogara semhandu yomuchinjikwa waKristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti ʋazhinji, ʋandakakuʋudzai ɀizhinji, naɀino ndinokuʋudzai ʋo nokucema, ʋanofamba ʋari ʋaʋeŋgi ʋomucinjikwa waKristu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti vazhinji, vandakakuudzai zvizhinji, nazvino ndinokuudzaiwo nokuchema, vanofamba vari vavengi vomuchinjikwa waKristu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Vamwe vazhinji vandaigara ndichikutaurirai, vandinokutaurirai zvakare nemisodzi padama, vanogara semhandu yomuchinjikwa waKristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Vamwe vazhinji vandaigara ndichikutaurirai, vandinokutaurirai zvakare nemisodzi padama, vanogara semhandu yomuchinjikwa waKristu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Nokuti, sezvandaimbokuudzai kare uye ndinodarozve kunyange zvino nemisodzi kuti, vazhinji vanorarama savavengi vomuchinjikwa waKristu. Viz kapitola |