Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 iye, kunyaŋge akaŋga akafanana naMŋari, haana‐kuti kuenzana naMŋari ndicinhu cinofanira kuɓatisiswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 iye, kunyange akanga akafanana naMwari, haana kuti kuenzana naMwari ndochinhu chinofanira kubatisiswa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Kunyange zvake akanga ari zvimwechetezvo naMwari, haana kuti ndoramba ndakangoomerana nokuenzana naMwari ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Uyo, kunyange aiva Mwari chaiye, haana kufunga kuti kuenzana naMwari chinhu chingabatisiswa,

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 2:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy