Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 2:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Iye akanga achisuwira kwazvo kukuonai mose. Zvakamurwadza kwazvo kuti imi makanzwa kuti iye airwara.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 ɀaakaŋga acikushuʋai ɀikuru imi mose, akatambudzika kwaɀo, nokuti imi makaŋga manzwa kuti unorwara.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 zvaakanga achikushuvai zvikuru imi mose, akatambudzika kwazvo, nokuti imi makanga manzwa kuti anorwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Iye akanga achisuwira kwazvo kukuonai mose. Zvakamurwadza kwazvo kuti imi makanzwa kuti iye airwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Iye akanga achisuwira kwazvo kukuonai mose. Zvakamurwadza kwazvo kuti imi makanzwa kuti iye airwara.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Nokuti anokushuvai mose uye ari kutambudzika nokuti makanzwa kuti akanga achirwara.

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 2:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy