Online Bible

- Reklamy -

ƲaFiripi 2:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Handina mumwe ane mwoyo wakaita sowake, ane hanya chaidzo noupenyu hwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Nokuti handinomumŋe munhu unomŋoyo wakaita sowake, ucaʋa nehanya kwaɀo neɀenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Nokuti handina mumwe munhu anomwoyo wakaita sowake, achava nehanya kwazvo nezvenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Handina mumwe ane mwoyo wakaita sowake, ane hanya chaidzo noupenyu hwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Handina mumwe ane mwoyo wakaita sowake, ane hanya chaidzo noupenyu hwenyu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Handina mumwe akaita saye, ane hanya kwazvo nokugara kwenyu kwakanaka.

Viz kapitola kopírovat

ƲaFiripi 2:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy