ƲaFiripi 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kubatisisa kwenyu shoko roupenyu ndiko kuchaita kuti ndizvikudze pazuva raKristu kuti handina kumhanyira pasina kana kushandira pasina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 makaɓatisisa shoko roʋupenyu, kuti ndiʋe necandiŋgaɀirumbidza naco nezuʋa raKristu, ndiziʋe kuti handina‐kumhanya pasina, kana kuɓata pasina. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 makabatisisa shoko roupenyu, kuti ndive nechandingazvirumbidza nacho nezuva raKristu, ndizive kuti handina kumhanya pasina, kana kubata basa pasina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kubatisisa kwenyu shoko roupenyu ndiko kuchaita kuti ndizvikudze pazuva raKristu kuti handina kumhanyira pasina kana kushandira pasina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Kubatisisa kwenyu shoko roupenyu ndiko kuchaita kuti ndizvikudze pazuva raKristu kuti handina kumhanyira pasina kana kushandira pasina. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 sezvamunobatirira pashoko roupenyu, kuitira kuti ndigozvirumbidza pazuva raKristu uye kuti handina kumhanya kana kushanda pasina. Viz kapitola |