ƲaFiripi 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chandinokunamatirai ndechokuti dai rudo rwenyu rwangoramba rwuchifashukira kuwanda muine ruzivo nechipo chokugona kuona zvinhu nemazvo Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndiɀo zandinonyeŋgetera, kuti ruɗo rwenyu rurambe ruciŋgowanda pakuziʋa nokunzwisisa kwose; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Ndizvo zvandinonyengetera, kuti rudo rwenyu rurambe ruchingowanda pakuziva nokunzwisisa kwose; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Chandinokunamatirai ndechokuti dai rudo rwenyu rwangoramba rwuchifashukira kuwanda muine ruzivo nechipo chokugona kuona zvinhu nemazvo Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Chandinokunamatirai ndechokuti dai rudo rwenyu rwangoramba rwuchifashukira kuwanda muine ruzivo nechipo chokugona kuona zvinhu nemazvo Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye uyu ndiwo munyengetero wangu: kuti rudo rwenyu ruwande uye muwanze kuziva nokunzwisisa, Viz kapitola |