ƲaEfeso 6:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Namatai nguva dzose muina Mweya. Itai minamato nemikumbiro. Nechikonzero ichochi garai makangwaririra musingamborasa mwoyo muchikumbirira vatsvene vose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 munyeŋgetere ŋguʋa dzose nokunyeŋgetera kwose nokukumbira muMŋeya, mucirinda paɀinhu iɀi nokutsuŋga kwose nokukumbirira ʋatȿene ʋose, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 munyengetere nguva dzose nokunyengetera kwose nokukumbira muMweya, muchirinda pazvinhu izvi nokutsunga kwose nokukumbirira vatsvene vose, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Namatai nguva dzose muina Mweya. Itai minamato nemikumbiro. Nechikonzero ichochi garai makangwaririra musingamborasa mwoyo muchikumbirira vatsvene vose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Namatai nguva dzose muina Mweya. Itai minamato nemikumbiro. Nechikonzero ichochi garai makangwaririra musingamborasa mwoyo muchikumbirira vatsvene vose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uye munyengetere muMweya nguva dzose nemhando dzose dzeminyengetero nemikumbiro. Muine izvi mupfungwa dzenyu, murinde uye murambe muchinyengeterera vatsvene. Viz kapitola |