ƲaEfeso 4:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Naizvozvo chikandai pasi nhema, munhu oga oga ataure chokwadi kuno mumwe wake nokuti tiri mutezo womumwe nomumwe wedu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Naiɀoɀo bvisai nhema, mutaure ɀokwaɗi, mumŋe nomumŋe kunowokwake; nokuti tiri mitezo, mumŋe womumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Naizvozvo bvisai nhema, mutaure chokwadi, mumwe nomumwe kunowokwake; nokuti tiri mitezo, mumwe womumwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Naizvozvo chikandai pasi nhema, munhu oga oga ataure chokwadi kuno mumwe wake nokuti tiri mutezo womumwe nomumwe wedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Naizvozvo chikandai pasi nhema, munhu oga oga ataure chokwadi kuno mumwe wake nokuti tiri mutezo womumwe nomumwe wedu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Naizvozvo mumwe nomumwe wenyu anofanira kubvisa nhema uye ataure chokwadi kuno muvakidzani wake, nokuti isu tose tiri nhengo dzomuviri mumwe. Viz kapitola |