ƲaEfeso 3:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 nokuratidza ʋose kuti kugoʋerwa kwakaɗiniko kweɀakaʋanzika, ɀakaŋga ɀakafukidzwa munaMŋari, wakasika ɀose, kubva paŋguʋa yokutaŋga; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 nokuratidza vose kuti kugoverwa kwakadiniko kwezvakavanzika, zvakanga zvakafukidzwa muna Mwari, akasika zvose, kubva panguva yokutanga; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 uye kuti ndionese vanhu vose urongwa hwezvakavandika zvakanga zvakavanzwa kwezvizvarwa nezvizvarwa naMwari akasika zvinhu zvose Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 uye kuti ndiratidze pachena kuvanhu vose kugoverwa kwechakavanzika ichi, icho panguva yakare chakanga chakavigwa muna Mwari, iye akasika zvinhu zvose. Viz kapitola |