Online Bible

- Reklamy -

ƲaEfeso 3:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 kuti muwane simba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose upamhi nourefu nokukwira kumusoro mudenga noudzamu uye kuti muzive

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 muʋe nesimba rokunzwisisa pamŋe cete naʋatȿene ʋose, kuti kufara, nokureɓa, nokukwirira, nokudzika kwakaɗiniko,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 muve nesimba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose, kuti kufara, nokureba, nokukwirira, nokudzika kwakadiniko,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 kuti muwane simba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose upamhi nourefu nokukwira kumusoro mudenga noudzamu uye kuti muzive

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 kuti muwane simba rokunzwisisa pamwechete navatsvene vose upamhi nourefu nokukwira kumusoro mudenga noudzamu uye kuti muzive

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 muve nesimba, pamwe chete navatsvene vose, kuti mubate kuti kupamhamha, nokureba uye kukwirira, nokudzika kworudo rwaKristu kwakadii,

Viz kapitola kopírovat

ƲaEfeso 3:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy