Online Bible

- Reklamy -

ƲaEfeso 2:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Akatimutsa pamwechete naye akaita kuti tigare naye mumatenga tiri muna Kristu Jesu,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 akatimutsa pamŋe cete naye, akatigarisa kuɗeŋga pamŋe cete naye munaKristu Jesu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 akatimutsa pamwechete naye, akatigarisa kudenga pamwechete naye muna Kristu Jesu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Akatimutsa pamwechete naye akaita kuti tigare naye mumatenga tiri muna Kristu Jesu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Akatimutsa pamwechete naye akaita kuti tigare naye mumatenga tiri muna Kristu Jesu,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Uye Mwari akatimutsa pamwe chete naKristu akatigarisa kudenga muna Kristu Jesu,

Viz kapitola kopírovat

ƲaEfeso 2:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy