Online Bible

- Reklamy -

ƲaEfeso 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 kuti Mŋari waShe weɗu Jesu Kristu, Ƃaɓa ʋokubginya kukuru, akupei mŋeya wokucenjera nowokuzarurirwa pakumuziʋa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya kukuru, akupei mweya wokuchenjera nowokuzarurirwa pakumuziva;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 “Dai Mwari waTenzi wedu Jesu Kristu, Baba vembiri vangokupai Mweya woungwaru anozarurira vanhu kuti mumuzive

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Ndinoramba ndichikumbira kuti Mwari waIshe wedu Jesu Kristu, Baba vokubwinya, akupei mweya wouchenjeri nokuzarurirwa, kuitira kuti mumuzive zviri nani.

Viz kapitola kopírovat

ƲaEfeso 1:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy