ƲaEfeso 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 isu takatanga kuva nechitarisiro muna Kristu, takasarudzwa tikapiwa basa rokurumbidza mbiri yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 kuti tirumbidze kubginya kwake, isu takatarira kare kunaKristu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 kuti tirumbidze kubwinya kwake, isu takatarira kare muna Kristu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 isu takatanga kuva nechitarisiro muna Kristu, takasarudzwa tikapiwa basa rokurumbidza mbiri yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 isu takatanga kuva nechitarisiro muna Kristu, takasarudzwa tikapiwa basa rokurumbidza mbiri yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 kuitira kuti isu, vakatanga kuva netariro muna Kristu, tive rumbidzo yokubwinya kwake. Viz kapitola |