ƲaEfeso 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 kuti afambise kuzara kweŋguʋa, aʋuŋganidze munaKristu ɀose ɀiri kuɗeŋga, neɀiri pasi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 kuti afambise kuzara kwenguva, aunganidzwe muna Kristu zvose zviri kudenga, nezviri pasi; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 chourongwa hwake hwokuti kana nguva yakwana, abatanidze zvinhu zvose, zviri kudenga nezviri pasi agozviisa pasi paKristu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 auyise pamwe chete zvinhu zvose zviri kudenga nezviri panyika pasi pomusoro mumwe, anova Kristu. Viz kapitola |