Online Bible

- Reklamy -

Ruka 9:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Herodhi mumwe wavatongi vana akanzwa zvose zvakanga zvaitwa zvakamupazanisa musoro nokuti zvainzi navamwe, ndiJohani akamutswa kuvakafa,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino Herode, muɓati, wakanzwa ɀose ɀakaŋga ɀiciitwa; akakaŋganiswa, nokuti ʋamŋe ʋakaŋga ʋaciti, Johane wakamuka kuʋakafa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino ishe Herodhi, akanzwa zvose zvakanga zvichiitwa; akakanganiswa, nokuti vamwe vakanga vachiti, Johani akamuka kuvakafa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Herodhi mumwe wavatongi vana akanzwa zvose zvakanga zvaitwa zvakamupazanisa musoro nokuti zvainzi navamwe, ndiJohani akamutswa kuvakafa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Herodhi mumwe wavatongi vana akanzwa zvose zvakanga zvaitwa zvakamupazanisa musoro nokuti zvainzi navamwe, ndiJohani akamutswa kuvakafa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Zvino Herodhi mubati akanzwa pamusoro pezvose zvakanga zvichiitika. Akakanganisika, nokuti vamwe vakanga vachiti Johani akanga amutswa kubva kuvakafa,

Viz kapitola kopírovat

Ruka 9:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy