Online Bible

- Reklamy -

Ruka 9:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 Akatuma nhume pamberi pake dzakaenda dzikapinda munomumwe musha wavaSamaria kuti vamugadzirire.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

52 akatuma nhume pamberi pake. Idzo dzikaenda, dzikapinda mumusha waʋaSamaria kundomugadzirira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

52 akatuma nhume pamberi pake. Idzo dzikaenda, dzikapinda mumusha wavaSamaria kundomugadzirira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 Akatuma nhume pamberi pake dzakaenda dzikapinda munomumwe musha wavaSamaria kuti vamugadzirire.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

52 Akatuma nhume pamberi pake dzakaenda dzikapinda munomumwe musha wavaSamaria kuti vamugadzirire.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

52 Uye akatuma nhume pamberi pake, dzikapinda mumusha weSamaria kundofanomugadzirira zvinhu;

Viz kapitola kopírovat

Ruka 9:52

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy