Online Bible

- Reklamy -

Ruka 9:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Regai mazwi aya anyatsopinda munzeve dzenyu okuti, “Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Mashoko awa ŋgaapinde munzeʋe dzenyu; nokuti Mŋanakomana womunhu ucaiswa mumaʋoko aʋanhu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 “Mashoko awa ngaapinde munzeve dzenyu; nokuti Mwanakomana womunhu achaiswa mumaoko avanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Regai mazwi aya anyatsopinda munzeve dzenyu okuti, “Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Regai mazwi aya anyatsopinda munzeve dzenyu okuti, “Mwanakomana womunhu anofanira kuiswa mumaoko avanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 “Teereresai kune zvandiri kuda kukutaurirai: Mwanakomana woMunhu ava kuzopandukirwa agoiswa mumaoko avanhu.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 9:44

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy