Ruka 8:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Vabereki vake vakashamiswa zvikuru asi akavakohomedza kuti vasawane wavanotaurira zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Ʋaɓereki ʋake ʋakashamiswa, asi wakaʋaraira kuti ʋarege kuʋudza munhu ɀakaitwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200256 Vabereki vake vakashamiswa, asi akavarayira kuti varege kuudza munhu zvakaitwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 Vabereki vake vakashamiswa zvikuru asi akavakohomedza kuti vasawane wavanotaurira zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona56 Vabereki vake vakashamiswa zvikuru asi akavakohomedza kuti vasawane wavanotaurira zvakanga zvaitika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Vabereki vake vakashamiswa, asi akavarayira kuti vasaudze munhu zvakanga zvaitika. Viz kapitola |