Ruka 8:55 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Mweya wake wakadzoka akamuka pakarepo. Jesu akati ngaapiwe chimwe chinhu chokudya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)55 Ipapo mŋeya wake wakadzoka, akamuka pakarepo. Akaraira kuti apiwe ɀokudya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200255 Ipapo mweya wake wakadzoka, akamuka pakarepo. Akarayira kuti apiwe zvokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika55 Mweya wake wakadzoka akamuka pakarepo. Jesu akati ngaapiwe chimwe chinhu chokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona55 Mweya wake wakadzoka akamuka pakarepo. Jesu akati ngaapiwe chimwe chinhu chokudya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi55 Mweya wake wakadzokera maari, pakarepo akasimuka. Ipapo Jesu akavarayira kuti vamupe zvokudya. Viz kapitola |