Ruka 8:54 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Akabata musikana uya ruoko akadaidzira achiti, “Musikana muka.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)54 Ɀino iye wakaɓata ruʋoko rwake, akaɗana, aciti: Musikana, muka! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200254 Zvino iye akabata ruoko rwake, akadana, achiti, “Musikana, muka!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika54 Akabata musikana uya ruoko akadaidzira achiti, “Musikana muka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona54 Akabata musikana uya ruoko akadaidzira achiti, “Musikana muka.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi54 Asi akamubata ruoko akati, “Mwanangu, muka!” Viz kapitola |