Ruka 8:52 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Vose vakanga vachimuungudza vachimuchema asi iye akati, “Musachema nokuti haana kufa, akakotsira.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ʋose ʋakaŋga ʋacicema, ʋacimuririra. Iye akati: Musacema, haana‐kufa, asi uʋete. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Vose vakanga vachichema, vachimuungudza. Iye akati, “Musachema, haana kufa, asi avete.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Vose vakanga vachimuungudza vachimuchema asi iye akati, “Musachema nokuti haana kufa, akakotsira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Vose vakanga vachimuungudza vachimuchema asi iye akati, “Musachema nokuti haana kufa, akakotsira.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi52 Panguva iyi, vanhu vose vainge vachiungudza uye vachimuchema. Jesu akati, “Nyararai kuchema. Haana kufa asi avete.” Viz kapitola |