Online Bible

- Reklamy -

Ruka 8:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Akauya neshure kwake akabata mupendero wehanzu yake. Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 akaʋuya mashure make, akaɓata mupendero weŋguʋo yake, pakarepo kuɓuɗa kwake kweropa kukaguma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

44 akauya mumashure make, akabata mupendero wenguo yake, pakarepo kubuda kwake kweropa kukaguma.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Akauya neshure kwake akabata mupendero wehanzu yake. Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

44 Akauya neshure kwake akabata mupendero wehanzu yake. Pakarepo ropa rakabva raganhuka kubuda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 Akauya neshure kwaJesu akabata mupendero wenguo yake, pakarepo kubuda kweropa kukabva kwaguma.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 8:44

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy