Ruka 8:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Mumwe mukadzi aiva nechirwere chebaro kwamakore gumi namaviri, akanga apedzera zvose zvaimuraramisa kun'anga asi hapana akakwanisa kumurapa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ipapo mumŋe mukadzi, waiʋa nokurwara kwokuɓuɗa ropa makore anegumi namaʋiri, wakaŋga apedzera paŋaŋga ɀose ɀaairarama naɀo, asiŋgaporeswi neimŋe, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Ipapo mumwe mukadzi, aiva nokurwara kwokubuda ropa makore ane gumi namaviri, akanga apedzera pan'anga zvose zvaairarama nazvo, asingaporeswi neimwe, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Mumwe mukadzi aiva nechirwere chebaro kwamakore gumi namaviri, akanga apedzera zvose zvaimuraramisa kun'anga asi hapana akakwanisa kumurapa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Mumwe mukadzi aiva nechirwere chebaro kwamakore gumi namaviri, akanga apedzera zvose zvaimuraramisa kun'anga asi hapana akakwanisa kumurapa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Uye paiva nomumwe mukadzi aiva nechirwere chokubuda ropa kwamakore gumi namaviri, asi kusina munhu aigona kumuporesa. Viz kapitola |