Ruka 8:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 “Dzokera kumusha kwako undorondedzera kuti Mwari akakuitira zvakadii.” Nokudaro akaenda achiparidza nomuguta rose kuti Jesu akanga amuitira zvakadii. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Dzokera kumba kwako, undotaura ɀinhu ɀikuru ɀawaitirwa naMŋari. Akaenda, akandoparidza muguta rose ɀinhu ɀikuru ɀaakaitirwa naJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 “Dzokera kumba kwako, undotaura zvinhu zvikuru zvawaitirwa naMwari.” Akaenda, akandoparidza muguta rose zvinhu zvikuru zvaakaitirwa naJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 “Dzokera kumusha kwako undorondedzera kuti Mwari akakuitira zvakadii.” Nokudaro akaenda achiparidza nomuguta rose kuti Jesu akanga amuitira zvakadii. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 “Dzokera kumusha kwako undorondedzera kuti Mwari akakuitira zvakadii.” Nokudaro akaenda achiparidza nomuguta rose kuti Jesu akanga amuitira zvakadii. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 “Dzokera kumba kwako undotaura kuti Mwari akuitira zvinhu zvakaita sei.” Saka murume uyu akaenda akandotaura muguta rose zvinhu zvikuru zvaakanga aitirwa naJesu. Viz kapitola |