Online Bible

- Reklamy -

Ruka 8:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Vanhu vakabuda kundoona zvakanga zvaitika. Vakauya kuna Jesu vakawana munhu uya makanga mabuda mweya yakaipa, akagara pasi patsoka dzaJesu akatopfekawo uye pfungwa dzake dzava pamwechete. Vakatya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ʋakaɓuɗa kundoʋona ɀaitwa; ʋakasika kunaJesu, ʋakandowana munhu, makaŋga maɓuɗa mŋeya yakaipa maari, agere patsoka dzaJesu, apfeka, aʋa munhu kwaye; ʋakatya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Vakabuda kundoona zvaitwa; vakasvika kuna Jesu, vakandoona munhu, makanga mabuda mweya yakaipa maari, agere patsoka dzaJesu, apfeka, ava munhu kwaye; vakatya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Vanhu vakabuda kundoona zvakanga zvaitika. Vakauya kuna Jesu vakawana munhu uya makanga mabuda mweya yakaipa, akagara pasi patsoka dzaJesu akatopfekawo uye pfungwa dzake dzava pamwechete. Vakatya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Vanhu vakabuda kundoona zvakanga zvaitika. Vakauya kuna Jesu vakawana munhu uya makanga mabuda mweya yakaipa, akagara pasi patsoka dzaJesu akatopfekawo uye pfungwa dzake dzava pamwechete. Vakatya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 uye vanhu vakabuda kunoona zvakanga zvaitika. Vakati vasvika kuna Jesu vakawana murume akanga abuda madhimoni maari, agere patsoka dzaJesu, apfeka uye ava munhu kwaye, vakatya.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 8:35

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy