Ruka 8:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Yakamuteterera kuti asaiendese kugomba rakadzikisisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Ikakumbira ɀikuru kwaari, kuti arege kuiraira kuti iende kwakadzika‐dzika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Ikakumbira zvikuru kwaari, kuti arege kuyiraira kuti iende kwakadzika-dzika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Yakamuteterera kuti asaiendese kugomba rakadzikisisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Yakamuteterera kuti asaiendese kugomba rakadzikisisa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Uye akaramba achimunyengetedza kuti arege kuarayira kuti aende kugomba rakadzika. Viz kapitola |