Ruka 8:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akavati, “Chitendero chenyu chiripi?” Vakabva vava kutya uye vakakatyamadzwa. Vakataurirana vachiti, “Ko uyu ndiani uyu anotoudza kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino akati kwaʋari: Kutenda kwenyu kuripiko? Ʋakatya nokushamiswa, ʋakataurirana, ʋaciti: Ndianiko uyu, ɀaanoraira kunyaŋge nemhepo nemvura, ɀicimuterera? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Zvino akati kwavari, “Kutenda kwenyu kuripiko?” Vakatya nokushamiswa, vakataurirana, vachiti, “Ndianiko uyu, zvaanoraira kunyange nemhepo nemvura, zvichimuteerera?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akavati, “Chitendero chenyu chiripi?” Vakabva vava kutya uye vakakatyamadzwa. Vakataurirana vachiti, “Ko uyu ndiani uyu anotoudza kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akavati, “Chitendero chenyu chiripi?” Vakabva vava kutya uye vakakatyamadzwa. Vakataurirana vachiti, “Ko uyu ndiani uyu anotoudza kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akabvunza vadzidzi vake akati, “Kutenda kwenyu kuripiko?” Mukutya kwavo nokushamiswa kwavo, vakabvunzana pakati pavo vachiti, “Ndianiko uyu? Anorayira kunyange mhepo nemvura zvichimuteerera.” Viz kapitola |