Ruka 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Hapana chakavigwa chisingazoburitswa pachena kana chii zvacho chakavanzika chisingazozivikanwa chichiiswa pachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Nokuti hakuna‐cakaʋanzika, cisiŋgazoʋoneswi, hakuna‐cakaʋigwa, cisiŋgazozikanwi, nokuɓuɗa pacena. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 “Nokuti hakuna chakavanzika, chisingazooneswi, hakuna chakavigwa, chisingazozikanwi, nokubuda pachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Hapana chakavigwa chisingazoburitswa pachena kana chii zvacho chakavanzika chisingazozivikanwa chichiiswa pachena. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Hapana chakavigwa chisingazoburitswa pachena kana chii zvacho chakavanzika chisingazozivikanwa chichiiswa pachena. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Nokuti hakuna chakavanzika chisingazobudiswi pachena, uye hakuna chakavigwa chisingazozivikanwi kana kuiswa pachena. Viz kapitola |