Ruka 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu akaenda navo. Kuzoti ava padyo neimba iyoyo, mutungamiriri wezana akatuma shamwari kwaari achiti, “Tenzi musazvinetse henyu, nokuti handikodzeri kuti mupinde mumba mangu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jesu akaenda naʋo. Ɀino aʋa pedyo neimba, mukuru wezana akatuma shamŋari dzake, kuzoti kwaari: Ishe, musaɀitambudza; nokuti handina‐kufanirwa kuti mupinde mumba maŋgu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Jesu akaenda navo. Zvino ava pedyo neimba, mukuru wezana akatuma shamwari dzake, kuzoti kwaari, “Ishe, musazvitambudza; nokuti handina kufanirwa kuti mupinde mumba mangu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu akaenda navo. Kuzoti ava padyo neimba iyoyo, mutungamiriri wezana akatuma shamwari kwaari achiti, “Tenzi musazvinetse henyu, nokuti handikodzeri kuti mupinde mumba mangu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu akaenda navo. Kuzoti ava padyo neimba iyoyo, mutungamiriri wezana akatuma shamwari kwaari achiti, “Tenzi musazvinetse henyu, nokuti handikodzeri kuti mupinde mumba mangu, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Naizvozvo Jesu akaenda navo. Akanga asiri kure nomusha pakatumwa shamwari nomukuru wezana kuti dzinoti kwaari, “Ishe, musazvinetsa zvenyu, nokuti handina kukodzera kuti imi mupinde mumba mangu. Viz kapitola |