Ruka 7:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Iwe hauna kuzora musoro wangu namafuta asi iye azora tsoka dzangu namafuta anonhuhwirira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Hauna‐kundizodza musoro waŋgu namafuta, asi uyu wakazodza tsoka dzaŋgu necizoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 “Hauna kundizodza musoro wangu namafuta, asi uyu akazodza tsoka dzangu namafuta okuzora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Iwe hauna kuzora musoro wangu namafuta asi iye azora tsoka dzangu namafuta anonhuhwirira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 Iwe hauna kuzora musoro wangu namafuta asi iye azora tsoka dzangu namafuta anonhuhwirira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Iwe hauna kuzodza musoro wangu namafuta, asi iye adira zvinonhuhwira patsoka dzangu. Viz kapitola |