Online Bible

- Reklamy -

Ruka 7:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 “Mumwe mukweretesi aiva navakwereti vaviri. Mumwe akakwereta mazana mashanu amadhenari mumwewo makumi mashanhu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Jesu akati: Ʋanhu ʋaʋiri ʋakaŋga ʋanecikwerete kumunhu mumŋe; mumŋe wakaŋga anecikwerete camadenari anamazana mashanu, mumŋe camakumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Jesu akati, “Vanhu vaviri vakanga vane chikwerete kumunhu mumwe; mumwe akanga ane chikwerete chamadhenari ana mazana mashanu, mumwe chamakumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 “Mumwe mukweretesi aiva navakwereti vaviri. Mumwe akakwereta mazana mashanu amadhenari mumwewo makumi mashanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 “Mumwe mukweretesi aiva navakwereti vaviri. Mumwe akakwereta mazana mashanu amadhenari mumwewo makumi mashanhu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 “Vamwe varume vaviri vakanga vane chikwereti kumunhu mumwe chete. Mumwe akanga ane chikwereti chamadhenari mazana mashanu, uye mumwe madhenari makumi mashanu.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 7:41

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy