Ruka 7:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakafanana navana vagere pamusika vachidaidzirana vachiti, “ ‘Takakuridzirai nyere asi hamuna kutamba, takaungudza asi hamuna kuchema.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakafanana naʋana ʋagere paɗare, ʋanoɗanidzirana, ʋaciti: Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasacema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Vakafanana navana vagere padare, vanodanidzira, vachiti, ‘Takakuridzirai nyere, mukasatamba; takakuririrai, mukasachema.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Vakafanana navana vagere pamusika vachidaidzirana vachiti, “ ‘Takakuridzirai nyere asi hamuna kutamba, takaungudza asi hamuna kuchema.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Vakafanana navana vagere pamusika vachidaidzirana vachiti, “ ‘Takakuridzirai nyere asi hamuna kutamba, takaungudza asi hamuna kuchema.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Vakaita savana vagere pamusika vachidanidzira kuno mumwe nomumwe wavo vachiti: “ ‘Takakuridzirai hwamanda, asi hamuna kutamba; takaimba rwiyo rworufu, uye hamuna kuchema.’ Viz kapitola |