Online Bible

- Reklamy -

Ruka 7:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kuzoti mutungamiri wezana anzwa nezvaJesu, akatuma vakuru vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino wakati anzwa ɀaJesu, akatuma ʋakuru ʋaʋaJuda kwaari acikumbira kuti aʋuye kuzoporesa muranda wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino akati anzwa zvaJesu, akatuma vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Kuzoti mutungamiri wezana anzwa nezvaJesu, akatuma vakuru vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Kuzoti mutungamiri wezana anzwa nezvaJesu, akatuma vakuru vakuru vavaJudha kwaari achikumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mukuru wezana akanzwa nezvaJesu uye akatuma vamwe vakuru vavaJudha kwaari, achimukumbira kuti auye kuzoporesa muranda wake.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 7:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy