Ruka 6:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndokuzouyawo Judhasi mwana waJemusi, naJudhasi Isikariyoti uya akazova mupanduki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 naJudasi mŋanakomana waJakobo; naJudasi Iskarioti, wakazomupandukira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 naJudhasi mwanakomana waJakobho; naJudhasi Isikarioti, akazomupandukira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndokuzouyawo Judhasi mwana waJemusi, naJudhasi Isikariyoti uya akazova mupanduki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndokuzouyawo Judhasi mwana waJemusi, naJudhasi Isikariyoti uya akazova mupanduki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Judhasi mwanakomana waJakobho, naJudhasi Iskarioti, uyo akazova mupanduki. Viz kapitola |