Online Bible

- Reklamy -

Ruka 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Jesu akamupindura, akati: Kwakanyorwa kuti munhu haaŋgararami neciŋgwa ɓedzi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Jesu akamupindura, akati, “Kwakanyorwa kuti munhu haangararami nechingwa bedzi.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Jesu akamupindura achiti, “Zvakanyorwa zvichinzi, ‘Munhu haararami nechingwa choga.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Jesu akapindura akati, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Munhu haararami nechingwa bedzi, asi neshoko rimwe nerimwe rinobuda mumuromo maMwari.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 4:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy