Ruka 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 akatowedzera zvakare pamusoro paizvozvi zvose nokuisa kwaakaita Johani mujeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 wakawedzera pamsoro peɀose cinhu ici, kuti wakapfigira Johane mutoroŋgo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 akawedzera pamusoro pezvose chinhu ichi, kuti akapfigira Johani mutorongo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 akatowedzera zvakare pamusoro paizvozvi zvose nokuisa kwaakaita Johani mujeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 akatowedzera zvakare pamusoro paizvozvi zvose nokuisa kwaakaita Johani mujeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Herodhi akawedzera pazviri zvose nokuita izvi: Akapfigira Johani mutorongo. Viz kapitola |