Ruka 24:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Paakanga achivakomborera akabva pavari akakwidzwa kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Wakati acaʋaropafadza, akaparadzana naʋo, akakwidzwa kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200251 Akati achavaropafadza, akaparadzana navo, akakwidzwa kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Paakanga achivakomborera akabva pavari akakwidzwa kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona51 Paakanga achivakomborera akabva pavari akakwidzwa kudenga. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Achiri kuvaropafadza, akabva pavari akatorwa akakwidzwa kudenga. Viz kapitola |