Ruka 23:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Herodhi paakaona Jesu akafara kwazvo nokuti kwenguva ndefu aidisisa kumuona nokuti akanga anzwa nezvake uye akanga achitarisira kuona chimwe chiratidzo chaiitwa naye. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino Herode wakafara kwaɀo‐kwaɀo aciʋona Jesu; nokuti waiɗa kumuʋona kare, ɀaakaŋga anzwa ɀake; akafuŋga kuti ucaʋona cimŋe ciratidzo ciŋgaitwa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino Herodhi akafara kwazvokwazvo achiona Jesu; nokuti aida kumuona kare, zvaakanga anzwa zvake; akafunga kuti achaona chimwe chiratidzo chingaitwa naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Herodhi paakaona Jesu akafara kwazvo nokuti kwenguva ndefu aidisisa kumuona nokuti akanga anzwa nezvake uye akanga achitarisira kuona chimwe chiratidzo chaiitwa naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Herodhi paakaona Jesu akafara kwazvo nokuti kwenguva ndefu aidisisa kumuona nokuti akanga anzwa nezvake uye akanga achitarisira kuona chimwe chiratidzo chaiitwa naye. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Herodhi akati achiona Jesu, akafara zvikuru, nokuti akanga achishuva kumuona kwenguva refu. Kubva pane zvaakanga ambonzwa nezvake, ainge achitarisira kuti amuone achiita zvishamiso. Viz kapitola |