Online Bible

- Reklamy -

Ruka 23:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Iye haana kunge awirirana navamwe pazvinangwa zvavo napane zvavakaita. Iye aitsvaga umambo hwaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

51 (iye wakaŋga asina‐kutenderana naʋo pakuraŋgana nokuita kwaʋo), waiʋa weArimatia, guta raʋaJuda, wakaŋga acimirira ʋushe bgaMŋari;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

51 iye akanga asina kutenderana navo pakurangana, nokuita kwavo, aiva weArimatia, guta ravaJudha, akanga achimirira ushe hwaMwari;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

51 Iye haana kunge awirirana navamwe pazvinangwa zvavo napane zvavakaita. Iye aitsvaga umambo hwaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

51 Iye haana kunge awirirana navamwe pazvinangwa zvavo napane zvavakaita. Iye aitsvaga umambo hwaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

51 uyo akanga asina kubvumirana navo pakuronga kwavo uye nokuita kwavo. Aibva kuguta ravaJudha reArimatea uye akanga akamirira umambo hwaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 23:51

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy