Online Bible

- Reklamy -

Ruka 23:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Kwaiva nomumwe murume ainzi Josefi aibva kuguta ravaJudha reArimatia aiva nhengo yedare guru uye ari munhu akanaka akarurama.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe, wainzi Josefa, mumŋe wamakurukota, murume wakanaka wakarurama,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

50 Zvino kwakanga kuno mumwe munhu, ainzi Josefa, mumwe wamakurukota, murume akanaka akarurama,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Kwaiva nomumwe murume ainzi Josefi aibva kuguta ravaJudha reArimatia aiva nhengo yedare guru uye ari munhu akanaka akarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Kwaiva nomumwe murume ainzi Josefi aibva kuguta ravaJudha reArimatia aiva nhengo yedare guru uye ari munhu akanaka akarurama.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Zvino kwakanga kuno mumwe murume ainzi Josefa, nhengo yedare ramakurukota, munhu akanga akanaka uye akarurama,

Viz kapitola kopírovat

Ruka 23:50

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy