Ruka 23:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Mutungamiriri wezana ramasoja paakaona zvakanga zvaitika akarumbidza Mwari akati, “Zvechokwadi munhu uyu anga akarurama.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Ipapo mukuru wezana wakati aʋona ɀaitwa, akarumbidza Mŋari, aciti: Ɀirokwaɀo, munhu uyu wakaŋga akarurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Ipapo mukuru wezana akati aona zvaitwa, akarumbidza Mwari achiti, “Zvirokwazvo, munhu uyu akanga akarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Mutungamiriri wezana ramasoja paakaona zvakanga zvaitika akarumbidza Mwari akati, “Zvechokwadi munhu uyu anga akarurama.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Mutungamiriri wezana ramasoja paakaona zvakanga zvaitika akarumbidza Mwari akati, “Zvechokwadi munhu uyu anga akarurama.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Mukuru wezana, akati achiona zvakanga zvaitika, akarumbidza Mwari achiti, “Zvirokwazvo uyu anga ari munhu akarurama.” Viz kapitola |