Ruka 23:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Chiedza chezuva chakadzima; jira rokudzikatirisa romuTemberi rikabvaruka napakati. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Zuʋa rikaȿiɓa; cidzitiro cetembere cikabvaruka napakati. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Zuva rikasviba; chidzitiro chetemberi chikabvaruka napakati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Chiedza chezuva chakadzima; jira rokudzikatirisa romuTemberi rikabvaruka napakati. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Chiedza chezuva chakadzima; jira rokudzikatirisa romuTemberi rikabvaruka napakati. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 nokuti zuva rakamira kuvhenekera. Uye chidzitiro chetemberi chakabvarurwa napakati. Viz kapitola |