Online Bible

- Reklamy -

Ruka 23:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Vamwewo vaviri vaiva vapari vedzimhosva vakaendwawo navo kundouraiwa pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Kwakaŋga kunaʋamŋe ʋatadzi ʋaʋiri ʋo, ʋaʋakaenda naʋo pamŋe cete naye kundoʋurawa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Kwakanga kuna vamwe vatadzi vaviri, vavakaenda navo pamwechete naye kundourawa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Vamwewo vaviri vaiva vapari vedzimhosva vakaendwawo navo kundouraiwa pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Vamwewo vaviri vaiva vapari vedzimhosva vakaendwawo navo kundouraiwa pamwechete naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Vamwezve varume vaviri, vose vakanga vari mbavha, vakatorwawo pamwe chete naye kuti vandourayiwa.

Viz kapitola kopírovat

Ruka 23:32

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy