Ruka 23:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Jesu akatendeukira kwavari akavati, “Vakunda veJerusaremu musandicheme ini; asi zvichemei imi navana venyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi Jesu wakatendeʋukira kwaʋari, akati: Ʋakunda ʋeJerusarema, musandicema ini, asi muɀiceme imi naʋana ʋenyu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asi Jesu akatendeukira kwavari, akati, “Vakunda veJerusaremu, musandichema ini, asi muzvicheme imi navana venyu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Jesu akatendeukira kwavari akavati, “Vakunda veJerusaremu musandicheme ini; asi zvichemei imi navana venyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Jesu akatendeukira kwavari akavati, “Vakunda veJerusaremu musandicheme ini; asi zvichemei imi navana venyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Jesu akatendeuka akati kwavari, “Vanasikana veJerusarema, musandichema ini; zvichemei imi navana venyu. Viz kapitola |