Online Bible

- Reklamy -

Ruka 23:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vakatanga kumupa mhosva vachiti, “Takawana munhu uyu achipandutsa rudzi rwedu achitirambidza kubvisa mutero kuna Siza achizviti iye pachake ndiKristu mambo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋakataŋga kumupomera mhoȿa, ʋaciti: Takawana munhu uyu acitsausa rudzi rweɗu, aciʋadziʋisa kuti ʋarege kuʋigira Kesari mutero; ʋuye aciɀiidza Kristu Mambo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana munhu uyu achitsausa rudzi rwedu, achivadzivisa kuti varege kuvigira Kesari kuterera; uye achizviti ndini Kristu Mambo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vakatanga kumupa mhosva vachiti, “Takawana munhu uyu achipandutsa rudzi rwedu achitirambidza kubvisa mutero kuna Siza achizviti iye pachake ndiKristu mambo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vakatanga kumupa mhosva vachiti, “Takawana munhu uyu achipandutsa rudzi rwedu achitirambidza kubvisa mutero kuna Siza achizviti iye pachake ndiKristu mambo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Uye vakatanga kumupomera mhosva, vachiti, “Takawana murume uyu achitsausa rudzi rwedu. Haabvumirani nokuripa mutero kuna Kesari uye anozviti ndiye Kristu, mambo.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 23:2

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy