Online Bible

- Reklamy -

Ruka 22:70 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

70 Vose vakati, “Saka uri Mwana waMwari nhai?” Iye akati kwavari, “Inga imi matozvireva wani. Kuti ndini iye”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

70 Ipapo ʋose ʋakati: Uri Mŋanakomana waMŋari kanhi? Akati kwaʋari: Mareʋa kuti ndini iye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

70 Ipapo vose vakati, “Uri Mwanakomana waMwari kanhi?” Akati kwavari, “Mareva kuti ndini iye.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

70 Vose vakati, “Saka uri Mwana waMwari nhai?” Iye akati kwavari, “Inga imi matozvireva wani. Kuti ndini iye”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

70 Vose vakati, “Saka uri Mwana waMwari nhai?” Iye akati kwavari, “Inga imi matozvireva wani. Kuti ndini iye”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

70 Vose vakabvunza vachiti, “Ko, zvino iwe ndiwe Mwanakomana waMwari here?” Iye akapindura akati, “Mareva zvakanaka, zvamati ndini iye.”

Viz kapitola kopírovat

Ruka 22:70

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy